numbers - les chiffres, nombres

chiShona English français
1 motsi one un
2 piri two deux
3 tatu three trois
4 china four quatre
5 shanu five cinq
6 tanhatu six "
7 nomwe seven sept
8 sere eight huit
9 pfumbamwe nine neuf
10 gumi ten dix


chiShona
11 gumi neimwe
12 gumi nembiri
13 gumi nenhatu
14 gumi neina
15 gumi neshanu
16 gumi nenhanhatu
17 gumi nenomwe
18 gumi nesere
19 gumi nepfumbamwe
chiShona
20 makumi maviri
30 makumi matatu
40 makumi mana
50 makumi mashanu
60 makumi matanhatu
70 makumi manomwe
80 makumi masere
90 makumi mapfumbamwe


chiShona English français
100 zana hundred cent
1 000 churu thousand mille


ordinal numbers - nombres ordinaux

chiShona English français
1o first premier
2o second deuxième
3o third troisième
last dernier


fraction

chiShona English français
1/2 half demi, moitié
1/3 third tiers
1/4 quarter quart
% percent pourcent(age)
calculator la calculatrice